Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Johani 1:5-6

2 Johani 1:5-6 BDSC

Uye zvino, mai, handisi kukunyorerai murayiro mutsva asi iwo watakanzwa kubva pakutanga. Ndinokumbira kuti tidanane. Uye urwu ndirwo rudo: kuti tifambe mukuteerera mirayiro yake. Sezvamakanzwa kubva pakutanga, murayiro wake ndewokuti mufambe murudo.