Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 5:6-8

2 VaKorinde 5:6-8 BDSC

Naizvozvo tinotsunga mwoyo nguva dzose uye tinoziva kuti kana tichigara mumuviri, tiri kure naIshe. Tinorarama nokutenda, kwete nokuona. Ndinoti tinotsunga mwoyo, kuti, zviri nani kubva mumuviri ndive kumusha naShe.