Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 5:5-7

2 VaKorinde 5:5-7 BDSC

Zvino Mwari ndiye akatigadzirira chinhu ichi, uye akatipawo Mweya sorubatso, achisimbisa zvinouya. Naizvozvo tinotsunga mwoyo nguva dzose uye tinoziva kuti kana tichigara mumuviri, tiri kure naIshe. Tinorarama nokutenda, kwete nokuona.