Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 2:9-10

2 VaKorinde 2:9-10 BDSC

Chikonzero chakaita kuti ndikunyorerei chaiva chokuti ndione kana makanga muchigona kumira nokuteerera muzvinhu zvose. Kana muchiregerera munhu upi zvake neniwo ndinomuregerera. Uye zvandakaregerera, kana pane chinhu chandingaregerera, ndakaregerera pamberi paKristu nokuda kwenyu