Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 13:7-8

2 VaKorinde 13:7-8 BDSC

Zvino tinonyengetera kuna Mwari kuti murege kuita chinhu chimwe chakaipa. Kwete kuti vanhu vaone kuti isu takakunda, asi kuti imi muite zvakarurama kunyange zvedu isu tichiita setakakundikana. Nokuti hatigoni kuita chinhu chinopikisana nechokwadi, asi chinobatsira chokwadi chete.