Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 12:7-8

2 VaKorinde 12:7-8 BDSC

Kuti ndirege kunyanya kuzvikudza nokuda kwoukuru kwazvo hwezvandakazarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yangu, mutumwa waSatani, kuti unditambudze. Katatu ndakakumbira kuna Ishe kuti aubvise pandiri.