Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 1:4-5

2 VaKorinde 1:4-5 BDSC

ivo vanotinyaradza pamatambudziko edu ose, kuti tigone kunyaradza avo vari mumatambudziko nokunyaradza kwatakawana isu kubva kuna Mwari. Nokuti sokuwanda kunoita matambudziko aKristu muupenyu hwedu, ndiko kuwandawo kunoita kunyaradzwa kwedu naKristu.