Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Makoronike 15:1-2

2 Makoronike 15:1-2 BDSC

Mweya waMwari wakauya pana Azaria mwanakomana waOdhedhi. Akabuda kundosangana naAsa akati kwaari, “Nditeererei, imi Asa, Judha yose neBhenjamini yose. Jehovha anemi kana imi munaye. Kana mukamutsvaka, achawanikwa nemi, asi kana mukamurasa, iye achakurasai.