Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Makoronike 12:5

2 Makoronike 12:5 BDSC

Ipapo muprofita Shemaya akauya kuna Rehobhoamu nokuvatungamiri veJudha vakanga vaungana muJerusarema vachitya Shishaki, akati kwavari, “Zvanzi naJehovha: ‘Makandirasa; naizvozvo zvino ndava kukurasirai kuna Shishaki.’ ”