Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 6:6-7

1 Timoti 6:6-7 BDSC

Asi umwari nokugutsikana nezvatinazvo zvinopfumisa kwazvo. Nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, uye hatigoniwo kubuda nechinhu kubva mairi.