Varayire kuti vaite zvakanaka, uye kuti vafarire kupa vamwe uye nokugoverana. Vachazviunganidzira pfuma senheyo yakasimba kunguva dzinouya, kuti vagobatisisa upenyu hunova upenyu kwechokwadi. Timoti, chengeta icho chawakapiwa. Furatira zvokutaura mashoko asina umwari nepfungwa dzinopikisa, dzezvinonzi pakutaura kwenhema zivo
Verenga chikamu 1 Timoti 6
Terera ku 1 Timoti 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Timoti 6:18-20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo