Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 4:9-10

1 Timoti 4:9-10 BDSC

Iri ishoko rechokwadi rinofanira kutendwa zvizere uye nokuda kwaizvozvi tinoshingaira nokurwa, nokuti takaisa tariro yedu muna Mwari mupenyu, anova ndiye muponesi wavanhu vose uye zvikuru sei vaya vanotenda.