Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 1:18-19

1 Timoti 1:18-19 BDSC

Timoti, mwanakomana wangu, ndinokupa murayiro uyu maererano nezvakaprofitwa kare pamusoro pako, kuti kana ukautevera ucharwa kurwa kwakanaka, wakabata kutenda uye nehana yakanaka. Vamwe vakaramba mirayiro iyi vakarasikirwa nokutenda kwavo.