Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 1:12-13

1 Timoti 1:12-13 BDSC

Ndinovonga Kristu Jesu Ishe wedu, akandipa simba, akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake. Kunyange zvazvo ndaimbomhura Mwari ndiri mutambudzi nomunhu wokumanikidza, ndakaitirwa ngoni nokuti ndakazviita mukusaziva uye nomukusatenda.