Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaTesaronika 5:12-13

1 VaTesaronika 5:12-13 BDSC

Zvino tinokukumbirai, hama, kuti muremekedze avo vanoshanda nesimba pakati penyu, vari pamusoro penyu muna She uye vanokurayirai. Muvakudze zvikuru murudo nokuda kwebasa ravo. Garai murunyararo nomumwe nomumwe wenyu.