Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaTesaronika 4:11-12

1 VaTesaronika 4:11-12 BDSC

Shingairirai kuti mugare upenyu hworunyararo, muchibata basa renyu namaoko enyu, sezvatakakuudzai, kuitira kuti upenyu hwamazuva ose huwane kukudzwa navari kunze uye kuitira kuti murege kusendamira kuno mumwe munhu.