Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Samueri 23:15-16

1 Samueri 23:15-16 BDSC

Dhavhidhi paakanga ari paHoreshi muRenje reZifi, akanzwa kuti Sauro akanga auya kuzomuuraya. Uye Jonatani mwanakomana waSauro akaenda kuna Dhavhidhi paHoreshi akamubatsira kuti awane simba muna Mwari.