Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Samueri 1:19

1 Samueri 1:19 BDSC

Mangwanani omusi waitevera vakamuka vakanamata pamberi paJehovha vakadzokera kumusha kwavo kuRama. Erikana akasangana naHana mukadzi wake, Jehovha akamurangarira.