Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 19:5-6

1 Madzimambo 19:5-6 BDSC

Ipapo akarara pasi pomuti akabatwa nehope. Pakarepo mutumwa akamubata akati, “Simuka udye.” Akatarisa-tarisa, akaona chingwa chakanga chabikwa pamazimbe omoto pedyo nomusoro wake, nechirongo chemvura. Akadya, akanwa, akabva arara zvakare.