Kuna vamwe vose ndinoti (ini kwete Ishe): Kana hama ino mukadzi asingatendi uye mukadzi achida hake kugara naye, haafaniri kumuramba. Uye kana mukadzi ane murume asingatendi uye murume achida hake kugara naye, haafaniri kumuramba. Nokuti murume asingatendi anoitwa mutsvene nokuda kwomukadzi wake, uye mukadzi asingatendi anoitwa mutsvene kubudikidza nomurume wake anotenda. Vana venyu vaizova netsvina, asi zvino vava vatsvene.
Verenga chikamu 1 VaKorinde 7
Terera ku 1 VaKorinde 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 VaKorinde 7:12-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo