Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 15:57-58

1 VaKorinde 15:57-58 BDSC

Asi Mwari ngaavongwe! Anotipa kukunda kubudikidza naIshe wedu Jesu Kristu. Naizvozvo, hama dzangu dzinodikanwa, mirai makasimba. Pashayiwe chinhu chingakuzungunusai. Muchishandira Ishe zvikuru nguva dzose, nokuti munoziva kuti kubata basa kwenyu muna She hakungavi pasina.