Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 15:37-38

1 VaKorinde 15:37-38 BDSC

Kana ukadyara haudyari muviri uchazovapo, asi tsanga bedzi, ingava yegorosi kana chimwe chinhuwo zvacho. Asi Mwari anoipa muviri sezvaanoda, uye kumbeu imwe neimwe muviri wayo.