Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 11:1-2

1 VaKorinde 11:1-2 BDSC

Teverai muenzaniso wangu, sezvandinotevera muenzaniso waKristu. Ndinokurumbidzai nokuti munondirangarira pazvinhu zvose, uye muchichengeta dzidziso, sezvandakakudzidzisai.