Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 10:23-24

1 VaKorinde 10:23-24 BDSC

Zvinhu zvose zvinotenderwa, asi hazvisi zvose zvinobatsira. Zvinhu zvose zvinotenderwa, asi hazvisi zvose zvinovaka. Munhu ngaarege kutsvaka zvakamunakira iye, asi zvakanakira vamwe.