Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 10:14-16

1 VaKorinde 10:14-16 BDSC

Naizvozvo, shamwari dzangu dzinodikanwa, tizai kunamata zvifananidzo. Ndiri kutaura kuvanhu vakachenjera; zvitongerei pachenyu pane zvandinotaura. Ko, mukombe wokuvonga watinovonga, hakuzi kusangana neropa raKristu here? Uye chingwa chatinomedura, hakuzi kusangana nomuviri waKristu here?