Potem trwali przy apostolskim nauczaniu, wspólnocie, łamaniu chleba oraz modlitwach.
Verenga chikamu Dokonania apostołów 2
Terera ku Dokonania apostołów 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Dokonania apostołów 2:42
3 Mazuva
Zvinoremera vanhu vazhinji kushanduka uye hazvina kujairika kuvanhu vazhinji. Vazhinji vedu tinozvigadzirira nzvimbo dzakafarukana asi dzisiri dzakanaka tobva taona sokunge zvinhu zvose zviri kuendeka zvakanaka. Nhasi uno mumwe nemuwe anofanira kuona nekutarira chingada kushandurwa paupenyu hwake.ndepapi pawakazvigadzirira ugaro hwako? Tose tinofanira kukumbira Mwari kuti vatibatsire kuti upenyu hwedu ugoshanduka kubudikidza nekuteerera shoko raMwari tichibatsirwa naMweya Mutsvene.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!