zvina maoko asi hazvigoni kubata; zvina makumbo asi hazvifambi, hapana kana izwi razvinogona kuburitsa nehuro dzazvo. Saka vanozviumba vachafanana nazvo; vachafananawo nazvo vanovimba nazvo.
Verenga chikamu Nziyo 115
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 115:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo