Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 101:3-5

Nziyo 101:3-5 SCLB

Ndicharega kutarisa chose chinenge chakashata; zvose zvinoitwa navanenge vafuratira Mwari, ndichazvivenga. Handidi kuva nei nazvo. Uipi ndichasiana nahwo, handidi kumbofa ndakaita ukama nouipi. Munhu anoreva mumwe wake muchivande, ndichamuparadza. Munhu anozvitutumadza, anozvikudza handidi, kuita hanya naye.

Verenga chikamu Nziyo 101