Nyope inoti munzira mune shumba mumugwagwa mune mhondoro. Gonhi rinotenderera pamahinjisi aro ndozvinoita tsimbe pauriri hwayo. Nyanungo anoti ruoko mundiro tindindindi achizoita nungo dzokurudzorera kumuromo. Tsimbe inozviona seyakangwara kupinda vanhu vanomwe vanokwanisa kupindura zvino musoro.
Verenga chikamu Tsumo 26
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Tsumo 26:13-16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo