Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 13:34-35

Mateu 13:34-35 SCLB

Jesu akataura zvose izvi kugungano ravanhu nemienzaniso. Hapana zvaaimbovataurira asingashandisi mienzaniso. Izvi zvaizadzisa zvakambotaurwa nomuporofita zvokuti, “Ndichazarura muromo wangu ndichitaura nemienzaniso. Ndichadudzira zvakavandika zvapasichigare.”

Verenga chikamu Mateu 13