Kuungudza 2:19
Kuungudza 2:19 SCLB
Simuka ucheme usiku pakutanga panguva dzakasiyana-siyana dzokugaririra, durura zviri pamwoyo pako semvura mberi kwaTenzi. Simudzira maoko ako kwaari kuitira upenyu hwavana vako vari kurezuka nenzara pakona yoga yomugwagwa.

