Jobhu 4:4-6
Jobhu 4:4-6 SCLB
Mashoko enyu akatsigira ainge odzadzarika mukasimbisa mabvi akarukutika. Asi nhasi zvakuwanaiwo, zvino motadza kugadzikana. Asi zvino zvakubatai mabva mava kurasa mwoyo. Handiti kutya kwenyu Mwari ndiko kwamunovimba nako, kuva pachokwadi mumaitiro enyu kuri iko chitarisiro chenyu?

