Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 13:10-11

Johani 13:10-11 SCLB

Jesu akamuti, “Munhu anenge ashamba muviri haana chaanofanira kushambazve kusiya tsoka dzake bedzi nokuti anenge akachena muviri wose. Imi makachena asi kwete mose.” Akadaro nokuti aiziva aizomutengesa. Ndokusaka akati hamusi mose makachena.

Verenga chikamu Johani 13