“Tenzi anoti, hamundityi here, uye hamundidederi here? Ini ndakaisa jecha samahombekombe egungwa. Muganhu wokugara wakadaro warisingagoni kudimura. Kunyange mafungu akausunda haanga usudurudze kunyange zvazvo akatinhira haakwanisi kuudarika.
Verenga chikamu Jeremiya 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Jeremiya 5:22
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo