Izvi zvinobva zvanyatsobuda pachena–chena kana mumwe mupristi wakafanana naMerekizedheki womuka asina kuitwa mupristi maererano nomurawo womutemo womuzvarirwo wenyama asi pamusana pesimba risingagoni kuparadzwa. Anopupurirawo kuti, “Iwe uri mupristi wegovero raMerekizedheki nokusingaperi
Verenga chikamu VaHebheru 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaHebheru 7:15-17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo