Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 24:40

Mavambo 24:40 SCLB

Ivo vatenzi vangu ndokuti, ‘Tenzi wandinogara ndichinamata muupenyu, achatuma mutumwa wake akuperekedze kuti zvaunofambira zvibudirire, undotorera mwana wangu mukadzi kuhama dzangu kumusha kwababa vangu.

Verenga chikamu Mavambo 24