Ndinodaro nokuti iye anoumba makomo anosikawo mhepo, iye anozivisa munhu zvaaronga mumwoyo make, iye anoita kuti kusvibe iwo achiri mangwanani zvawo achinyatsotsika zvake chaimo makakwirira menyika, zita rake ndiYahweh, Mwari wehondo nehondo.
Verenga chikamu Amosi 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Amosi 4:13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo