Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 5:25-29

Mabasa 5:25-29 SCLB

Mumwe munhu akauya akavataurira achiti, “Varume vamakaisa mujeri, vamire muTemberi vari kudzidzisa vanhu.” Ipapo mukuru wapaTemberi namapurisa vakaenda vakandovatora pasina muchokoto nokuti vaitya kutemwa namatombo navanhu. Pavakauya navo vakavamisa pamberi pedare, mupristi mukuru akavabvunza achiti, “Takanyatsokuyambirai kuti musadzidzise nezita iri asi imi matozadza Jerusaremu nechidzidziso chenyu uye munoda kuti ropa romunhu uyu ritipfukire.” Asi Pita navapositori vakapindura vachiti, “Tinofanira kuteerera Mwari panokuteerera vanhu.

Verenga chikamu Mabasa 5