2 Nhoroondo 19:7
2 Nhoroondo 19:7 SCLB
Saka zvino ivai vanhu vanotya Tenzi. Chenjererai zvamunoita nokuti muna Tenzi, Mwari wedu hamuna unyengedzi kana rusaruro kana kugamuchira pfumbamuromo.”