2 Makoronike 19:7
2 Makoronike 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kutya Jehovha ngakuve pamusoro penyu mutonge zvakanaka, nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakuna kusaruramisira kana kutsaura vanhu kana kugamuchira fufuro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 192 Makoronike 19:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo zvino kutya Jehovha ngakuve nemi; chenjerai, muzviite, nokuti kuna Jehovha Mwari wedu hakune zvakaipa, kana kutsaura vanhu, kana kugamuchira fufuro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 192 Makoronike 19:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka zvino ivai vanhu vanotya Tenzi. Chenjererai zvamunoita nokuti muna Tenzi, Mwari wedu hamuna unyengedzi kana rusaruro kana kugamuchira pfumbamuromo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 19