Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vatesaronika 2:7-8

1 Vatesaronika 2:7-8 SCLB

asi taiva vanhu vanyoro pakati penyu saamai vanoyamwisa vari kuchengeta vana vavo. Saizvozvo pamusana pokukudai zvakanyanya kwatinoita, hatina kungoda kuti tigoverane chete zveShoko Rakanaka raMwari, asi kuti tiitewo upenyu hwedu nemi nokuti imi makanga mava vapamwoyo chaivo kwatiri.