Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 12:20-21

Varoma 12:20-21 SCLBD

Kwete, kana muvengi wako ane nzara mupe chokudya. Kana ane nyota mupe chokunwa. Nokuti ukaita zvakadaro unotounganidza mazimbe omoto pamusoro pake. Usakundwe nezvakaipa asi kunda zvakaipa nokuita zvakanaka.

Verenga chikamu Varoma 12