Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 12:20-21

Varoma 12:20-21 SNA2002

Asi kana muvengi wako aziya, umupe kudya; kana afa nenyota, umupe kunwa; nokuti kana uchiita izvozvo, uchatutira mazimbe omoto pamusoro wake. Usakundwa nezvakaipa, asi ukunde zvakaipa nezvakanaka.

Verenga chikamu Varoma 12