Zvakaratidzwa 12:7-8
Zvakaratidzwa 12:7-8 SCLBD
Mudenga makamuka hondo Mikaeri navatumwa vake vachirwisa zigaranyanya riya. Zigaranyanya navatumwa varo rakarwisawo. Zigaranyanya navatumwa varo rakakurirwa; pakanga pasisina nzvimbo yavo kudenga.