Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Joshuwa 6:25

Joshuwa 6:25 SCLBD

Joshuwa akararamisa Rahabhu, pfambi iya, nevemhuri yababa wake navose vokwake, nanhasi uno mukadzi iyeyu agere mukati mavaIsiraeri nokuti akahwandisa nhume dzakanga dzatumwa naJoshuwa kundosora Jeriko.

Verenga chikamu Joshuwa 6