Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jobhu 40:3-5

Jobhu 40:3-5 SCLBD

Jobhu akapindura Tenzi achiti: “Ndiri chiiwo zvangu, chii chandingapindurewo? Changu kungangova kungobata muromo wangu. Ndakataura kamwechete ikako ndikako, handichapinduri. Ndakaita ruviri, handichaitazve.”

Verenga chikamu Jobhu 40