Jobho 40:3-5
Jobho 40:3-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jobho akapindura Jehovha akati: “Ini handina maturo, ndingakupindurai seiko? Ndafumbira muromo wangu. Ndakataura kamwe chete, asi handina mhinduro, kaviri, asi handichapamhidzazve.”
Jobho 40:3-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jobho akapindura Jehovha, akati “Tarirai, ini ndiri muduku hangu; ndingakupindurai here? Ndinofumbira muromo wangu. Ndakataura kamwe, asi handingapindurizve; Zvirokwazvo kaviri, asi handingapamhidzizve.”
Jobho 40:3-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jobhu akapindura Tenzi achiti: “Ndiri chiiwo zvangu, chii chandingapindurewo? Changu kungangova kungobata muromo wangu. Ndakataura kamwechete ikako ndikako, handichapinduri. Ndakaita ruviri, handichaitazve.”
Jobho 40:3-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ipapo Jobo akapindura Jehova, akati: Tarirai, ini ndiri muɗuku haŋgu; ndiŋgakupindurai here? Ndinofumbira muromo waŋgu. Ndakataura kamŋe, asi handiŋgapinduri ɀe; Ɀirokwaɀo kaʋiri, asi handiŋgapamhidzi ɀe.