Ezekieri 26:12
Ezekieri 26:12 SCLBD
Vachapamba upfumi hwako. Vachakubvutira zvamunoshava nazvo upfumi vachapaza tsvingo dzako vachiwondomorera pasi mizinda yenyu yedzimba, matombo ako nemiti yako zvichanzi mukati memvura bvuva bvuva.