Ezekieri 12:28
Ezekieri 12:28 SCLBD
Naizvozvo chivataurira kuti, zvanzi naTenzi Mwari hapana chandichataura chichambononoka. Chandinenge ndataura chichabva chaitika,” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.