Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 5:18

Muparidzi 5:18 SCLBD

Chandakazoona zvangu kuti chinhu chakanaka uye chinokodzera ndechokuti munhu adye zvake achinwa achifara zvichibva pabasa raanoshingairira kuita pasi pedenga mazuva mashoma oupenyu hwake aakapiwa naMwari nokuti iwoyu ndiwo mugovewo wake.

Verenga chikamu Muparidzi 5